Netsayi — Kwazwai (*) letra e tradução
A página contém a letra e a tradução em português da música "Kwazwai (*)" de Netsayi.
Letra
The relatives of a man have gone to his family with heavy hearts
They are there to explain that he is missing and they want the family’s help to
try and find him
He went to the city in search of work and never returned
His wife and children miss him
Kwazwai mai, kwazwai baba
Kaziwa mkoma, ne’we handzvadzi
Tauya pano nenhau yekuda hama yedu (x2)
Akaenda achida kunosevenza
Akasiya mukadzi navana vake
Ahana kumbonyora netsamba
Atizivi kuti wanyurepi
Oneka
Simuka mose tifambefambe
Titsvage hama yedu (x2)
Akaenda achida kunosevenza
Akasiya mukadzi navana vake
Ahana kumbonyora netsamba
Atizivi kuti wanyurepi
Oneka, oneka iwe murame unodiwa kumusha
Uya uzoona vana vako
Tradução da letra
Os parentes de um homem foram para a sua família com o coração pesado
Eles estão lá para explicar que ele está desaparecido e eles querem a ajuda da família para
tenta encontrá-lo.
Ele foi para a cidade em busca de trabalho e nunca mais voltou.
A mulher e os filhos sentem a falta dele.
Kwazwai mai, kwazwai baba
Kaziwa mkoma, ne'we handzvadzi
Tauya pano nenhau yekuda hama yedu (x2)
Akaenda achida kunosevenza
Akasiya mukadzi navana vake
Ahana kumbonyora netsamba
Atizivi kuti wanyurepi
Oneka
Simuka mose tifambefambe
Titsvage hama yedu (x2)
Akaenda achida kunosevenza
Akasiya mukadzi navana vake
Ahana kumbonyora netsamba
Atizivi kuti wanyurepi
Oneka, oneka iwe murame unodiwa kumusha
Uya uzoona vana vako